Gospel4You International in Shona -'The point of Easter' translated and spoken by a native speaker of Zimbabwe
Mamuka sei mese, mazvita nekushambadza minamato wedu watichaita mumitauro yakasiyana -siyana nemaereano Easter.
Tinokugamuchirai pachirongwa cheGospel4You International. Pachirongwa chemibvunzo nemaverse amunofunga. Ko nei tichiita Easter? Donzo redu reradio nderei
Johani3 vs16 iri mubhaibheri inoti
- Nokuti mwari vakada nyika nokudaro,kuti wakapa Mwanakomana wake wakaberekwa mumwe woga,kuti ani Nani unotenda kwaari arege kuparara, asi Ave noupenyu bwusingapere
Sei Mwari vari kwese kuhutsvene nekutida tose tose
Chero Kuna Ekisodo 15 verse13 inoti
-Makafambiswa nenyasha dzenyu vanhu vamakadzikunura, makavaperekedza nesimba renyu kuugaro hwenyu hutsvene.
Muna 2Vakorinde 13 verse14 inoti
-Nyasha dzaShe Jesu Kristu, norudo rwaMwari nokuyanana koMweya Mutsvene, ngazvive nemi mose .
Ichi chipo chenyasha chinobva kunaJesu Kritsu kuvanhu vose
Kuti ani nani anotenda haangafi asi uchava noupenyu bwusingaperi
Kune avo vose vanogamuchira upenyu bwusingaperi, Chii chichaitika kune avo vasingatendi?
Ruka12verse 46 inoti
- Ishe womuranda uyo uchasvika nezuva raasingatarisiri, nenguva yaasingazive, akamurovesa zvikuru, akamupa mugove wake pamwe chete navasakatendeka.
Chii chichaitika panzvimbo yeavo vasingatendi?
Mateo25 verse41 inoti
- zvino uchati Kuna vari kuruboshwe, ibvai kwandiri iki makatukwa, muende kumoto usingaperi,
- wakagadzirirwa Diabhorosi navatumwa vake.
-
Chingava chokwadi here?
Johani14 verse17 inoti
-Ndiye mweya wazvokwadi, nyika haigoni kumugamuchira, nokuti haimuvoni, kana kunuziva , imi munoziva, nokuti ugere nemi uchava mukati menyu.
Chirongwa cheEaster ndechekuvimbisa upenyu bwusingaperi hwakaitwa neMwanakomana wamwari Jeso Kristu kuti tisava vatadzi.
Tinovimba nezvatinoudzwa nebhaibheri. Uye tichivimba naJesu Kritsu mwana waMwari iye mwari wedu nomudzikinuri wedu.. Tinovimba kuti Jesu wakatiudza kuti tiende tive vadzidzi vake kunyika dzepasi rose. Ndizvo zvaita kuti trite zvatiri kuita .
Create your
podcast in
minutes
It is Free